\v 9 Kare ndailamama passina mutemo , mara mutemo powakavia chitema chakalambirira yeni ndafa. \v 10 Mutemo , waizozissa openhu, wakafa pandiri.