ndc-x-chidanda_rom_text_reg/15/03.txt

1 line
254 B
Plaintext

\v 3 Kudeia Cristo atokudakaja hena ega; mara sozuakanhorwa: " kutuka kawayani wakamutuka wakawa kuna heni". \v 4 Nokuti zuakanhorwa kare zuakanhorwa kudjidjisso lomatevero, nochinangua pamussana pokuhemera nokuvanguissa zuakanhorwa, kuti tiwane rutembo.